Numbers 26:43 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mhuri dzose dzaʋaShuhami, ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matanhatu neɀinna namazana manna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose vakanga vari vemhuri yaShuhami; uye vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi matanhatu nezvina, namazana mana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vakaverengwa vose mhuri nemhuri dzokwaShuhamu vakakwana makumi matanhatu ezviuru nezviuru zvina, namazana mana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mhuri dzose dzavaShuhami, vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu nezvina namazana mana.
Shona 2009?
Mhuri dzose dzavaShuhami, vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu nezvina namazana mana.
Shona SUB 2002 Bible
Mhuri dzose dzavaShuhami, vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu nezvina namazana mana.