Numbers 26:45 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋo ʋanakomana ʋaBeria: Heberi, kwakabva mhuri yaʋaHeberi; naMarkieri, kwakabva mhuri yaʋaMarkieri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kubudikidza nezvizvarwa zvavaBheria: Hebheri, kwakabva mhuri yavaHebheri; Marikieri, kwakabva mhuri yavaMarikieri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bheria ndiye tateguru waHebheri naMarikieri, mhuri yokwaHebheri tateguru wayo ari Hebheri, mhuri yaMarikieri tateguru wayo ari Marikieri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndivo vanakomana vaBheria: Hebheri, kwakabva mhuri yavaHebheri; naMakieri, kwakabva mhuri yavaMakieri.
Shona 2009?
Ndivo vanakomana vaBheria: Hebheri, kwakabva mhuri yavaHebheri; naMakieri, kwakabva mhuri yavaMakieri.
Shona SUB 2002 Bible
Ndivo vanakomana vaBheria: Hebheri, kwakabva mhuri yavaHebheri; naMakieri, kwakabva mhuri yavaMakieri.