Numbers 26:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rubeni ndiye waiʋa mŋanakomana weɗaŋgwe waIsraeri; ʋanakomana ʋaRubeni ndiʋo: Hanoki, kwakabva mhuri yaʋaHanoki; naParu, kwakabva mhuri yaʋaParu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvizvarwa zvaRubheni mwanakomana wedangwe waIsraeri zvaiva: Hanoki, kwakabva mhuri yaHanoki; Paru, kwakabva mhuri yaParu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mudzinza raRubheni, dangwe raJakobho maiva nemhuri dzavanakomana vake vaiti: mhuri yokwaHanoki tateguru wayo ari Hanoki, mhuri yokwaParu, tateguru wayo ari Paru,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rubheni ndiye aiva mwanakomana wedangwe waIsiraeri; vanakomana vaRubheni ndivo: Hanoki, kwakabva mhuri yavaHanoki; naParu, kwakabva mhuri yavaParu.
Shona 2009?
Rubheni ndiye aiva mwanakomana wedangwe waIsiraeri, vanakomana vaRubheni ndivo: Hanoki, kwakabva mhuri yavaHanoki; naParu, kwakabva mhuri yavaParu.
Shona SUB 2002 Bible
Rubheni ndiye aiva mwanakomana wedangwe waIsiraeri; vanakomana vaRubheni ndivo: Hanoki, kwakabva mhuri yavaHanoki; naParu, kwakabva mhuri yavaParu.