Numbers 26:51 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋo ʋakaʋereŋgwa kuʋana ʋaIsraeri, ʋakaȿika ɀuru ɀinamazana matanhatu necuru cimŋe namazana manomŋe namakumi matatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uwandu hwavanhu veIsraeri hwaisvika zviuru mazana matanhatu nechimwe, namazana manomwe ana makumi matatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uhu ndiwo uwandi hwavaIsiraeri vakaverengwa. Vakakwana mazana matanhatu ezviuru nechiuru chimwechete, chine mazana manomwe namakumi matatu avanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndivo vakaverengwa kuvana vaIsiraeri, vakasvika zviuru zvina mazana matanhatu nechiuru chimwe namazana manomwe namakumi matatu.
Shona 2009?
Ndivo vakaverengwa kuvana vaIsiraeri, vakasvika zviuru zvina mazana matanhatu nechiuru chimwe namazana manomwe namakumi matatu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndivo vakaverengwa kuvana VaIsiraeri, vakasvika zviuru zvina mazana matanhatu nechiuru chimwe namazana manomwe namakumi matatu.