Numbers 26:53 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika inofanira kugoʋerwa pakati paiʋaʋa, iʋe nhaka yaʋo, ʋaciʋereŋgwa namazita aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nyika inofanira kugoverwa kwavari senhaka zvichienderana namazita akaverengwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vanhu ivavo ngavagoverwe nyika kuti ive nhaka yavo maererano nouwandi hwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nyika inofanira kugoverwa pakati paivava, ive nhaka yavo, vachiverengwa namazita avo.
Shona 2009?
"Nyika inofanira kugoverwa pakati paivava, ive nhaka yavo, vachiverengwa namazita avo.
Shona SUB 2002 Bible
“Nyika inofanira kugoverwa pakati paivava, ive nhaka yavo, vachiverengwa namazita avo.