Numbers 26:56 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nhaka yaʋo inofanira kugoʋerwa nemijenya kana ʋari ʋazhinji kana ʋari ʋashoma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nhaka imwe neimwe inofanira kugoverwa nemijenya pakati pemhuri huru nemhuri duku.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhaka iyoyi inofanira kugoverwa nechin'ange maererano nouwandi kana ushoma hwavanhu vari mudzinza iroro.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nhaka yavo inofanira kugoverwa nemijenya kana vari vazhinji kana vari vashoma.”
Shona 2009?
Nhaka yavo inofanira kugoverwa nemijenya kana vari vazhinji kana vari vashoma."
Shona SUB 2002 Bible
Nhaka yavo inofanira kugoverwa nemijenya kana vari vazhinji kana vari vashoma.”