Numbers 26:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
NaHezroni, kwakabva mhuri yaʋaHezroni; naKarmi, kwakabva mhuri yaʋaKarmi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hezironi, kwakabva mhuri yaHezironi; Kami, kwakabva mhuri yaKami.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mhuri yokwaHezironi tateguru wayo ari Hezironi, mhuri yokwaKarumi tateguru wayo ari Karumi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
NaHezironi, kwakabva mhuri yavaHezironi; naKarimi, kwakabva mhuri yavaKarimi.
Shona 2009?
NaHezironi, kwakabva mhuri yavaHezironi; naKarimi, kwakabva mhuri yavaKarimi.
Shona SUB 2002 Bible
NaHezironi, kwakabva mhuri yavaHezironi; naKarimi, kwakabva mhuri yavaKarimi.