Numbers 26:61 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nadabi naAbihu ʋakafa, ŋguʋa yaʋakaʋuyisa mŋoto usina‐kufanira pamberi paJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Nadhabhi naAbhihu vakafa pavakaita chipiriso nomoto usina kufanira pamberi paJehovha.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Nadhabhu naAbhihu vakafa paya pavakapira Tenzi moto usingabvumirwi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nadhabhi naAbhihu vakafa, nguva yavakauyisa moto usina kufanira pamberi paJehovha.
Shona 2009?
Nadhabhi naAbhihu vakafa, nguva yavakauyisa moto usina kufanira pamberi paJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Nadhabhi naAbhihu vakafa, nguva yavakauyisa moto usina kufanira pamberi paJehovha.