Numbers 27:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana asinaʋakuru kana ʋanuŋuna, munofanira kupa ʋakuru kana ʋanuŋuna ʋaɓaɓa ʋake nhaka yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana asina madzikoma kana vanun'una, mupe nhaka yake kuvanun'una kana madzikoma ababa vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana asina vakoma kana vanun'una, nhaka yake ngaipiwe vakoma kana vanun'una vababa vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana asina vakuru kana vanun’una, munofanira kupa vakuru kana vanun’una vababa vake nhaka yake.
Shona 2009?
Kana asina vakuru kana vanun'una, munofanira kupa vakuru kana vanun'una vababa vake nhaka yake.
Shona SUB 2002 Bible
Kana asina vakuru kana vanun'una, munofanira kupa vakuru kana vanun'una vababa vake nhaka yake.