Numbers 27:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ucaɓuɗa pamberi paʋo, nokupinda pamberi paʋo, uŋgaʋaɓuɗisa nokuʋapinza; kuti ʋuŋgano yaJehova irege kuʋa samakwai asinomufudzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti abude nokupinda pamberi pavo, uyo achavabudisa nokuvapinza, kuti vanhu vaJehovha varege kuva samakwai asina mufudzi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiye achavatungamirira pane zvose zvavanoita vari mukati nokunze ndiye achavatungamirira pavanoenda kuhondo napavanodzoka kuti vanhu venyu varege kuzoita sehwai dzisina mufudzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
achabuda pamberi pavo, nokupinda pamberi pavo, angavabudisa nokuvapinza; kuti ungano yaJehovha irege kuva samakwai asina mufudzi.”
Shona 2009?
achabuda pamberi pavo, nokupinda pamberi pavo, angavabudisa nokuvapinza; kuti ungano yaJehovha irege kuva samakwai asina mufudzi."
Shona SUB 2002 Bible
achabuda pamberi pavo, nokupinda pamberi pavo, angavabudisa nokuvapinza; kuti ungano yaJehovha irege kuva samakwai asina mufudzi.”