Numbers 27:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃaɓa ʋeɗu ʋakafira murenje, asi ʋakaŋga ʋasi pakati peɓoka raʋaya ʋakaʋuŋgana kuzorwa naJehova, ʋeɓoka raKora; ʋakafira haʋo muɀiʋi ɀaʋo, ʋasinaʋanakomana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Baba vedu vakafira murenje. Vakanga vasiri pakati pavateveri vaKora, avo vakabatana pamwe chete kuti vamukire Jehovha, asi vakafira chivi chavowo vakasasiya vanakomana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Baba vedu isu vakafira kurenje. Asi vakanga vasiri muboka raKora riya rakaungana kuzopikisa Tenzi. Vakafawo nezvitadzo zvavo. Asi vakanga vasina mwana mukomana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Baba vedu vakafira murenje, asi vakanga vasi pakati peboka ravaya vakaungana kuzorwa naJehovha, veboka raKora; vakafira havo muzvivi zvavo, vasina vanakomana.
Shona 2009?
"Baba vedu vakafira murenje, asi vakanga vasi pakati peboka ravaya vakaungana kuzorwa naJehovha, veboka raKora; vakafira havo muzvivi zvavo, vasina vanakomana.
Shona SUB 2002 Bible
“Baba vedu vakafira murenje, asi vakanga vasi pakati peboka ravaya vakaungana kuzorwa naJehovha, veboka raKora; vakafira havo muzvivi zvavo, vasina vanakomana.