Numbers 27:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino unofanira kutaura naʋana ʋaIsraeri, uciti: Kana munhu akafa asinomŋanakomana, munofanira kugarisa mŋanasikana wake nhaka yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uti kuvaIsraeri, ‘Kana munhu akafa akasasiya mwanakomana, munofanira kudzorera nhaka yake kumwanasikana wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Taurira vaIsiraeri kuti kana murume akafa asina kusiya mwana mukomana, nhaka yake ngaipiwe vanasikana vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino unofanira kutaura navana vaIsiraeri, uchiti, ‘Kana munhu akafa asina mwanakomana, munofanira kugarisa mwanasikana wake nhaka yake.
Shona 2009?
Zvino unofanira kutaura navana vaIsiraeri, uchiti, `Kana munhu akafa asina mwanakomana, munofanira kugarisa mwanasikana wake nhaka yake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino unofanira kutaura navana VaIsiraeri, uchiti, ‘Kana munhu akafa asina mwanakomana, munofanira kugarisa mwanasikana wake nhaka yake.