Numbers 27:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana asinomŋanasikana, munofanira kupa ʋakuru ʋake naʋanuŋuna ʋake nhaka yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana asina mwanasikana, mupe nhaka yake kumadzikoma ake kana vanun'una vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana asina kusiya mwanasikana nhaka yake ngaipiwe vakoma kana vanun'una vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana asina mwanasikana, munofanira kupa vakuru vake navanun’una vake nhaka yake.
Shona 2009?
Kana asina mwanasikana, munofanira kupa vakuru vake navanun'una vake nhaka yake.
Shona SUB 2002 Bible
Kana asina mwanasikana, munofanira kupa vakuru vake navanun'una vake nhaka yake.