Numbers 28:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nomŋedzi wokutaŋga, nezuʋa regumi namanna romŋedzi, munofanira kuraŋgarira paseka yaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Pazuva regumi romwedzi wokutanga munofanira kuita Pasika yaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zuva regumi nechina romwedzi wokutanga, ndiro zuva rePasika yaTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nomwedzi wokutanga, nezuva regumi namana romwedzi, munofanira kurangarira Pasika yaJehovha.
Shona 2009?
"Nomwedzi wokutanga, nezuva regumi namana romwedzi, munofanira kurangarira Pasika yaJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Nomwedzi wokutanga, nezuva regumi namana romwedzi, munofanira kurangarira Pasika yaJehovha.