Numbers 28:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mutambo unofanira kuitwa nezuʋa regumi namashanu romŋedzi uyo; ciŋgwa cisina — kuʋiriswa cinofanira kudyiwa mazuʋa manomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva regumi namana romwedzi uyu, munofanira kuita mutambo; kwamazuva manomwe munofanira kudya chingwa chisina mbiriso.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zuva regumi nechishanu romwedzi iwoyu izuva guru. Ngakudyiwe chingwa chisina mbiriso kwamazuva manomwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mutambo unofanira kuitwa nezuva regumi namashanu romwedzi uyo; chingwa chisina kuviriswa chinofanira kudyiwa mazuva manomwe.
Shona 2009?
Mutambo unofanira kuitwa nezuva regumi namashanu romwedzi uyo; chingwa chisina kuviriswa chinofanira kudyiwa mazuva manomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Mutambo unofanira kuitwa nezuva regumi namashanu romwedzi uyo; chingwa chisina kuviriswa chinofanira kudyiwa mazuva manomwe.