Numbers 28:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pazuʋa rokutaŋga kunofanira kuʋa neʋuŋgano tȿene; musaɓata maɓasa aʋaranda pazuʋa iro;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva rokutanga munofanira kuita ungano tsvene uye murege kuita mabasa amazuva ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zuva rokutanga racho ngapaitwe musangano mutsvene wezvokunamata, musaite basa rinorema.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pazuva rokutanga kunofanira kuva neungano tsvene; kuSabata mabasa avaranda pazuva iro;
Shona 2009?
Pazuva rokutanga kunofanira kuva neungano tsvene; musabata mabasa avaranda pazuva iro;
Shona SUB 2002 Bible
Pazuva rokutanga kunofanira kuva neungano tsvene; kuSabata mabasa avaranda pazuva iro;