Numbers 28:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kuʋuya necegumi cimŋe pagwaiana rimŋe nerimŋe pamakwaiana manomŋe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye pamwe chete nerimwe nerimwe ramakwayana manomwe, chikamu chimwe chete mugumi;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pirai kirogiramu rimwechete pahwayana imwe neimwe dzose dziri nomwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofanira kuuya nechegumi chimwe pagwayana rimwe nerimwe pamakwayana manomwe;
Shona 2009?
Unofanira kuuya nechegumi chimwe pagwayana rimwe nerimwe pamakwayana manomwe;
Shona SUB 2002 Bible
Unofanira kuuya nechegumi chimwe pagwayana rimwe nerimwe pamakwayana manomwe;