Numbers 28:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munofanira kuʋuya naiɀoɀo kunze kwecipiriso cinopiswa camaŋgwanani, cinofanira kupiswa ŋguʋa dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugadzire izvi pamwe chete nezvipiriso zvinopiswa zvamangwanani zvamazuva ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mipiro iyoyi ngaiwedzerwe pamupiro wokupisa unogaroitwa mangwanani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munofanira kuuya naizvozvo kunze kwechipiriso chinopiswa chamangwanani, chinofanira kupiswa nguva dzose.
Shona 2009?
Munofanira kuuya naizvozvo kunze kwechipiriso chinopiswa chamangwanani, chinofanira kupiswa nguva dzose.
Shona SUB 2002 Bible
Munofanira kuuya naizvozvo kunze kwechipiriso chinopiswa chamangwanani, chinofanira kupiswa nguva dzose.