Numbers 28:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rimŋe gwaiana unofanira kuʋuya naro maŋgwanani, rimŋe gwaiana unofanira kuʋuya naro maɗekwana;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ugadzire gwayana rimwe chete mangwanani uye rimwe racho panguva yamadekwana,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngavapire Mwari hwayana imwechete mangwanani, vozopira imwe yacho manheru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rimwe gwayana unofanira kuuya naro mangwanani, rimwe gwayana unofanira kuuya naro madekwana;
Shona 2009?
Rimwe gwayana unofanira kuuya naro mangwanani, rimwe gwayana unofanira kuuya naro madekwana;
Shona SUB 2002 Bible
Rimwe gwayana unofanira kuuya naro mangwanani, rimwe gwayana unofanira kuuya naro madekwana;