Numbers 29:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nenhoŋgo imŋe yembudzi, ciʋe cipiriso ceɀiʋi; kunze kwecipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose; necipiriso caco coʋupfu, neɀipiriso ɀaɀo ɀinoɗururwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muisewo nhongo yembudzi imwe chete sechipiriso chechivi, muchipamhidzira kuchipiriso chamazuva ose pamwe chete nechipiriso chacho uye nezvipiriso zvazvo zvokunwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Piraiwo gotora romupiro wokupfupira zvitadzo muchiwedzera pamusoro pomupiro wokupisa unogaroitwa pamwechete nomupiro wawo wembesanwa, nemipiro yayo yezvokunwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nenhongo imwe yembudzi, chive chipiriso chezvivi; kunze kwechipiriso chinopiswa nguva dzose; nechipiriso chacho choupfu, nezvipiriso zvazvo zvinodururwa.
Shona 2009?
nenhongo imwe yembudzi, chive chipiriso chezvivi; kunze kwechipiriso chinopiswa nguva dzose; nechipiriso chacho choupfu, nezvipiriso zvazvo zvinodururwa.
Shona SUB 2002 Bible
nenhongo imwe yembudzi, chive chipiriso chezvivi; kunze kwechipiriso chinopiswa nguva dzose; nechipiriso chacho choupfu, nezvipiriso zvazvo zvinodururwa.