Numbers 29:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa retatu munofanira kuʋuya nenzombe ɗuku dzinegumi neimŋe, namakondobge maʋiri, namakwaiana amakondobge anegumi namanna egore rimŋe, asina‐kuremara;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Pazuva rechitatu, mugadzire hando gumi neimwe, makondohwe maviri uye namakwayana makono gumi namana egore rimwe chete, zvose zvisina kuremara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva retatu, pirai handira dzichiri duku gumi neimwechete nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete gumi neina. Dzose ngadzive dzisina chinoshoreka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nezuva retatu munofanira kuuya nenzombe duku dzine gumi neimwe, namakondohwe maviri, namakwayana amakondohwe ane gumi namana egore rimwe, asina kuremara;
Shona 2009?
"Nezuva retatu munofanira kuuya nenzombe duku dzine gumi neimwe, namakondobwe maviri, namakwayana amakondobwe ane gumi namana egore rimwe, asina kuremara;
Shona SUB 2002 Bible
“Nezuva retatu munofanira kuuya nenzombe duku dzine gumi neimwe, namakondohwe maviri, namakwayana amakondohwe ane gumi namana egore rimwe, asina kuremara;