Numbers 29:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
necipiriso caɀo coʋupfu, neɀipiriso ɀaɀo ɀinoɗururwa ɀenzombe, namakondobge, namakwaiana, ɀakaenzana nokuwanda kwaɀo, seɀakarairwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugadzire pamwe chete nehando, makondohwe, uye namakwayana, zvipiriso zvazvo zvezviyo nezvipiriso zvokunwa maererano nouwandu hwakarayirwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Piraiwo handira dzacho nehondohwe dzacho nehwayana dzacho pamwechete nemipiro yembesanwa yezvokunwa inokwanirana nouwandu hwadzo sezvakatemwa nomurao.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nechipiriso chazvo choupfu, nezvipiriso zvazvo zvinodururwa zvenzombe, namakondohwe, namakwayana, zvakaenzana nokuwanda kwazvo, sezvakarairwa;
Shona 2009?
nechipiriso chazvo choupfu, nezvipiriso zvazvo zvinodururwa zvenzombe, namakondobwe, namakwayana, zvakaenzana nokuwanda kwazvo, sezvakarairwa;
Shona SUB 2002 Bible
nechipiriso chazvo choupfu, nezvipiriso zvazvo zvinodururwa zvenzombe, namakondohwe, namakwayana, zvakaenzana nokuwanda kwazvo, sezvakarairwa;