Numbers 29:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nenhoŋgo imŋe yembudzi ciʋe cipiriso ceɀiʋi; kunze kwecipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose, necipiriso caco coʋupfu, necipiriso caco cinoɗururwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muisewo nhongo yembudzi imwe chete sechipiriso chechivi, muchipamhidzira kuchipiriso chinopiswa chamazuva ose pamwe chete nechipiriso chacho chezviyo uye nechipiriso chokunwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Piraiwo gotora romupiro wokupfupira zvitadzo muchiwedzera pamusoro pomupiro wokupisa unogaroitwa zuva nezuva pamwechete nomupiro wawo wembesanwa nomupiro wawo wezvokunwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nenhongo imwe yembudzi chive chipiriso chezvivi; kunze kwechipiriso chinopiswa nguva dzose, nechipiriso chacho choupfu, nechipiriso chacho chinodururwa.
Shona 2009?
nenhongo imwe yembudzi chive chipiriso chezvivi; kunze kwechipiriso chinopiswa nguva dzose, nechipiriso chacho choupfu, nechipiriso chacho chinodururwa.
Shona SUB 2002 Bible
nenhongo imwe yembudzi chive chipiriso chezvivi; kunze kwechipiriso chinopiswa nguva dzose, nechipiriso chacho choupfu, nechipiriso chacho chinodururwa.