Numbers 29:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa recinna munofanira kuʋuya nenzombe ɗuku dzinegumi, namakondobge maʋiri, namakwaiana amakondobge anegumi namanna egore rimŋe, asina‐kuremara;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Pazuva rechina, mugadzire hando gumi, makondohwe uye makwayana gumi namana egore rimwe chete, zvose zvisina kuremara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pazuva rechina pirai handira dzichiri duku gumi, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete gumi neina dzisina chinoshoreka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nezuva rechina munofanira kuuya nenzombe duku dzine gumi, namakondohwe maviri, namakwayana amakondohwe ane gumi namana egore rimwe, asina kuremara;
Shona 2009?
"Nezuva rechina munofanira kuuya nenzombe duku dzine gumi, namakondobwe maviri, namakwayana amakondobwe ane gumi namana egore rimwe, asina kuremara;
Shona SUB 2002 Bible
“Nezuva rechina munofanira kuuya nenzombe duku dzine gumi, namakondohwe maviri, namakwayana amakondohwe ane gumi namana egore rimwe, asina kuremara;