Numbers 29:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa reshanu munofanira kuʋuya nenzombe ɗuku pfumbamŋe, namakondobge maʋiri, namakwaiana amakondobge anegumi namanna egore rimŋe, asina‐kuremara;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Pazuva rechishanu, mugadzire hando pfumbamwe, makondohwe maviri uye namakwayana makono gumi namana egore rimwe chete, zvose zvisina kuremara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pazuva reshanu pirai handira dzichiri duku pfumbamwe, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete gumi neina dzisina chinoshoreka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nezuva reshanu munofanira kuuya nenzombe duku pfumbamwe, nemakondohwe maviri, namakwayana amakondohwe ane gumi namana egore rimwe asina kuremara;
Shona 2009?
"Nezuva reshanu munofanira kuuya nenzombe duku pfumbamwe, nemakondobwe maviri, namakwayana amakondobwe ane gumi namana egore rimwe asina kuremara;
Shona SUB 2002 Bible
“Nezuva reshanu munofanira kuuya nenzombe duku pfumbamwe, nemakondohwe maviri, namakwayana amakondohwe ane gumi namana egore rimwe asina kuremara;