Numbers 29:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa recinomŋe munofanira kuʋuya nenzombe ɗuku nomŋe, namakondobge maʋiri, namakwaiana amakondobge anegumi namanna egore rimŋe, asina‐kuremara;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Pazuva rechinomwe, mugadzire hando nomwe, makondohwe maviri uye makwayana makono gumi namana egore rimwe chete, zvose zvisina kuremara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pazuva rechinomwe pirai handira dzichiri duku nomwe, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete, gumi neina dzisina chinoshoreka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezuva rechinomwe munofanira kuuya nenzombe duku nomwe, namakondohwe maviri, namakwayana amakondohwe ane gumi namana egore rimwe, asina kuremara;
Shona 2009?
Nezuva rechinomwe munofanira kuuya nenzombe duku nomwe, namakondobwe maviri, namakwayana amakondobwe ane gumi namana egore rimwe, asina kuremara;
Shona SUB 2002 Bible
Nezuva rechinomwe munofanira kuuya nenzombe duku nomwe, namakondohwe maviri, namakwayana amakondohwe ane gumi namana egore rimwe, asina kuremara;