Numbers 29:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kunze kwecipiriso cinopiswa pakugara kwomŋedzi, necipiriso caco coʋupfu, necipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose, necipiriso caco coʋupfu, neɀipiriso ɀaɀo ɀinoɗururwa, seɀakarairwa; ciʋe cinonhuwira ɀakanaka, ciʋe cipiriso cinopisirwa Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi zviri kupamhidzirwa pamusoro pezvipiriso zvinopiswa zvomwedzi nomwedzi, nezvezuva nezuva uye nezvipiriso zvezviyo nezvipiriso zvokunwa sokurongwa kwazvo. Ndizvo zvipiriso zvinoitirwa Jehovha nomoto, zvinonhuwira zvinofadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mipiro iyoyi ngaiwedzerwe pamusoro pemupiro wokupisa unopirwa pakugara kwomwedzi, nomupiro wawo wembesanwa unogaropirwa mazuva ose. Mipiro yacho ngaive nemipiro yayo yezvokunwa, sezvakatemwa. Ndiyo mipiro inopirwa ichiita zvokupiswa nomoto, inonhuhwirira zvinofadza Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kunze kwechipiriso chinopiswa pakugara kwomwedzi, nechipisiro chacho choupfu, nechipiriso chinopiswa nguva dzose, nechipiriso chacho choupfu, nezvipiriso zvazvo zvinodururwa, sezvakarairwa; chive chinonhuwira zvakanaka, chive chipiriso chinopisirwa Jehovha.
Shona 2009?
kunze kwechipiriso chinopiswa pakugara komwedzi, nechipisiro chacho choupfu, nechipiriso chinopiswa nguva dzose, nechipiriso chacho choupfu, nezvipiriso zvazvo zvinodururwa, sezvakarairwa; chive chinonhuhwira zvakanaka, chive chipiriso chinopisirwa Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
kunze kwechipiriso chinopiswa pakugara kwomwedzi, nechipisiro chacho choupfu, nechipiriso chinopiswa nguva dzose, nechipiriso chacho choupfu, nezvipiriso zvazvo zvinodururwa, sezvakarairwa; chive chinonhuwira zvakanaka, chive chipiriso chinopisirwa Jehovha.