Numbers 3:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo mazita aʋanakomana ʋaGershoni, nemhuri dzaʋo: Ribni naShimei.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aya ndiwo aiva mazita edzimba dzavaGerishoni: Ribhini naShimei.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aya ndiwo mazita avana vaGerishoni nemhuri dzavo kune yaRibhini neyaShimei.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiwo mazita avanakomana vaGeshoni, nemhuri dzavo: Ribhini naShimei.
Shona 2009?
Ndiwo mazita avanakomana vaGeshoni, nemhuri dzavo: Ribhini naShimei.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiwo mazita avanakomana vaGeshoni, nemhuri dzavo: Ribhini naShimei.