Numbers 3:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naʋanakomana ʋaMerari nemhuri dzaʋo: Mari naMushi. Ndidzo mhuri dzaʋaRevi, nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzimba dzavaMerari: Mari naMushi. Idzi ndidzo dzaiva dzimba dzavaRevhi maererano nemhuri dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vana vokwaMerari nemhuri dzavo ndevaMahiri naMushi. Idzi ndidzo mhuri dzavaRevhi, mudzimba dzamadzibaba avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Navanakomana vaMerari nemhuri dzavo: Mari naMushi. Ndidzo mhuri dzavaRevhi, nedzimba dzamadzibaba avo.
Shona 2009?
Navanakomana vaMerari nemhuri dzavo: Mari naMushi. Ndidzo mhuri dzavaRevhi, nedzimba dzamadzibaba avo.
Shona SUB 2002 Bible
Navanakomana vaMerari nemhuri dzavo: Mari naMushi. Ndidzo mhuri dzavaRevhi, nedzimba dzamadzibaba avo.