Numbers 3:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Eriasafi, mŋanakomana waRaeri, ndiye unofanira kuʋa mucinda weimba yamadziɓaɓa aʋaGershoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutungamiri wemhuri yavaGerishoni akanga ari Erisafi mwanakomana waRaeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Eriasafu mwanakomana waRaeri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaGerishoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Eriasafi, mwanakomana waRaeri, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba avaGeshoni.
Shona 2009?
Eriasafi, mwanakomana waRaeri, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba avaGeshoni.
Shona SUB 2002 Bible
Eriasafi, mwanakomana waRaeri, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba avaGeshoni.