Numbers 3:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋarume ʋose ʋomŋedzi mumŋe naʋanopfuʋura ʋakaʋereŋgwa ʋakaȿika ɀuru ɀisere namazana matanhatu; ndiʋo ʋaiɓata maɓasa paimba tȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuwanda kwavanhu vose vaiva nomwedzi mumwe chete kana kupfuura pakuberekwa kwaisvika zviuru zvisere namazana matanhatu. VaKohati ndivo vaiva nebasa rokuchengeta nzvimbo tsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uwandi hwavanhurume vose vakaverengwa vaye kubvira parusvava rune mwedzi mumwechete zvichikwira, vaisvika zviuru zvisere zvina mazana matanhatu. Ava ndivo vaiva vachengeti vetendhe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varume vose vomwedzi mumwe navanopfuura vakaverengwa vakasvika zviuru zvisere namazana matanhatu; ndivo vaibata mabasa paimba tsvene.
Shona 2009?
Varume vose vomwedzi mumwe navanopfuura vakaverengwa vakasvika zviuru zvisere namazana matanhatu; ndivo vaibata mabasa paimba tsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Varume vose vomwedzi mumwe navanopfuura vakaverengwa vakasvika zviuru zvisere namazana matanhatu; ndivo vaibata mabasa paimba tsvene.