Numbers 3:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Erizafani, mŋanakomana waUzieri, ndiye unofanira kuʋa mucinda weimba yamadziɓaɓa emhuri dzaʋaKohati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutungamiri wemhuri yedzimba dzavaKohati aka nga ari Erizafani mwanakomana waUzieri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Erizafani mwanakomana waUzieri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaKohati.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Erizafani, mwanakomana waUzieri, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba emhuri dzavaKohati.
Shona 2009?
Erizafani mwanakomana waUzieri, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba emhuri dzavaKohati.
Shona SUB 2002 Bible
Erizafani, mwanakomana waUzieri, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba emhuri dzavaKohati.