Numbers 3:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, iʋo ʋarume ʋose ʋomŋedzi mumŋe naʋanopfuʋura, ʋakaȿika ɀuru ɀitanhatu namazana maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuwanda kwavanhurume vose vaiva nomwedzi mumwe chete, kana kupfuura, pakuberekwa avo vakaverengwa, vakanga vachisvika zviuru zvitanhatu, namazana maviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uwandi hwavanhurume vavo vaikwana zviuru zvitanhatu namazana maviri kubvira pavana vano mwedzi mumwechete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaverengwa kwavari, ivo varume vose vomwedzi mumwe navanopfuura, vakasvika zviuru zvitanhatu namazana maviri.
Shona 2009?
Vakaverengwa kwavari, ivo varume vose vomwedzi mumwe navanopfuura, vakasvika zviuru zvitanhatu namazana maviri.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaverengwa kwavari, ivo varume vose vomwedzi mumwe navanopfuura, vakasvika zviuru zvitanhatu namazana maviri.