Numbers 3:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Zurieri, mŋanakomana waAbihairi, ndiye unofanira kuʋa mucinda weimba yamadziɓaɓa emhuri dzaMerari; iʋo ʋanofanira kudzika matente aʋo kurutiʋi rwetabernakeri necokumsoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutungamiri wemhuri yedzimba dzavaMerari akanga ari Zurieri mwanakomana waAbhihairi; uye ndivo vaifanira kuvaka misasa yavo nechokumusoro kwetabhenakeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vose vemhuri yaMerari ngavadzike matendhe avo zvichienda nechokuchamhembe kwetendhe rinoera. Zurieri mwana waAbhihairi ndiye aiva mutungamiriri wemhuri dzamadzibaba avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zurieri, mwanakomana waAbhihairi, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba emhuri dzaMerari; ivo vanofanira kudzika matende avo kurutivi rwetabhenakeri nechokumusoro.
Shona 2009?
Zurieri, mwanakomana waAbhihairi, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba emhuri dzaMerari; ivo vanofanira kudzika matende avo kurutivi rwetabhenakeri nechokumusoro.
Shona SUB 2002 Bible
Zurieri, mwanakomana waAbhihairi, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba emhuri dzaMerari; ivo vanofanira kudzika matende avo kurutivi rwetabhenakeri nechokumusoro.