Numbers 3:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃasa rakatarirwa ʋanakomana ʋaMerari nderokuceŋgeta matanda etabernakeri, nembariro dzayo, nembiru dzayo, neɀigadziko ɀadzo, nenhumbi dzayo dzose, namaɓasa ayo ose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaMerari vakanga vagadzwa kuti vave vachengeti vamatende etabhenakeri, mbariro dzayo, mbiru, hwaro, nhumbi dzayo dzose, nezvinhu zvose zvaishandiswa pamwe chete nazvo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vemhuri yaMerari ndivo vakapiwa basa rokuchengeta zvemapango etendhe rinoera nembariro, nembiru dzaro nezvigadzikiro nezvose zvinofambirana nazvo. Ndivo vaiita basa rose raienderana nezvinhu izvozvi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Basa rakatarirwa vanakomana vaMerari nderokuchengeta matanda etabhenakeri, nembariro dzayo, nembiru dzayo, nezvigadziko zvadzo, nenhumbi dzayo dzose, namabasa ayo ose;
Shona 2009?
Basa rakatarirwa vanakomana vaMerari nderokuchengeta matanda etabhenakeri, nembariro dzayo, nembiru dzayo, nezvigadziko zvadzo, nenhumbi dzayo dzose, namabasa ayo ose;
Shona SUB 2002 Bible
Basa rakatarirwa vanakomana vaMerari nderokuchengeta matanda etabhenakeri, nembariro dzayo, nembiru dzayo, nezvigadziko zvadzo, nenhumbi dzayo dzose, namabasa ayo ose;