Numbers 3:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Namataŋgwe ose aʋarume namazita aʋanomŋedzi mumŋe naʋanopfuʋura ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀiʋiri namazana maʋiri namakumi manomŋe namatatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuwanda kwamatangwe avanhurume vaiva nomwedzi mumwe kana kupfuura pakuberekwa vakanyorwa mazita avo, kwaisvika zviuru makumi maviri nezviviri, namazana maviri namakumi manomwe navatatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Matangwe echirume ose akaverengwa kubvira parusvava runo mwedzi mumwechete zvichikwira, aisvika makumi maviri ezviuru ane zviuru zviviri zvina mazana maviri ana makumi manomwe navatatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Namatangwe ose avarume namazita avano mwedzi mumwe navanopfuura vakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezviviri namazana maviri namakumi manomwe namatatu.
Shona 2009?
Namatangwe ose avarume namazita avanomwedzi mumwe navanopfuura vakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezviviri namazana maviri namakumi manomwe namatatu.
Shona SUB 2002 Bible
Namatangwe ose avarume namazita avano mwedzi mumwe navanopfuura vakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezviviri namazana maviri namakumi manomwe namatatu.