Numbers 3:49 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akatora mari yokudzikinura kunaiʋo ʋakaŋga ʋakapfuʋura ʋakadzikinurwa naʋaRevi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Mozisi akatora mari yedzikinuro kubva kuna vakanga vapfuurira uwandu hwavaya vakanga vadzikinurwa navaRevhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka Mosesi akatora mari yakadzikinuriswa vaya vakanga vapfuuridza pauwandi hwavaRevhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akatora mari yokudzikinura kuna ivo vakanga vakapfuura vakadzikinurwa navaRevhi;
Shona 2009?
Mozisi akatora mari yokudzikunura kuna ivo vakanga vakapfuura vakadzikunurwa navaRevhi;
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akatora mari yokudzikinura kuna ivo vakanga vakapfuura vakadzikinurwa navaRevhi;