Numbers 30:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi wakataura naʋakuru ʋamarudzi aʋana ʋaIsraeri, akati: Ndico cinhu cakarairwa naJehova:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akati kuvakuru vamarudzi avaIsraeri, “Izvi ndizvo zvarayirwa naJehovha:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akataurira vatungamiriri vamadzinza avaIsiraeri achiti, “Izvi ndizvo zvandakarayirwa naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akataura navakuru vamarudzi avana vaIsiraeri, akati, “Ndicho chinhu chakarairwa naJehovha:
Shona 2009?
Zvino Mozisi akataura navakuru vamarudzi avana vaIsiraeri, akati, "Ndicho chinhu chakarairwa naJehovha:
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akataura navakuru vamarudzi avana VaIsiraeri, akati, “Ndicho chinhu chakarairwa naJehovha: