Numbers 30:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
murume wake akaɀinzwa, akamunyararira, asiŋgamudziʋisi, ipapo kupika kwake kucaʋa nesimba, nokuɀisuŋga kwose, kwaakaɀisuŋga nako, kucaʋa nesimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye murume wake akanzwa nezvazvo asi akasataura chinhu kwaari uye asingamudzivisi, ipapo mhiko dzake kana zvaakazvisunga pakupika zvichava nesimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
murume wake akazvinzwa, asi akaramba akanyarara asingamutsiure zvose zvaakatsidza nezvaakapika, zvinomusunga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
murume wake akazvinzwa, akamunyararira, asingamudzivisi, ipapo kupika kwake kuchava nesimba, nokuzvisunga kwose, kwaakazvisunga nako, kuchava nesimba.
Shona 2009?
murume wake akazvinzwa, akamunyararira, asingamudzivisi, ipapo kupika kwake kuchava nesimba, nokuzvisunga kose, kwaakazvisunga nako, kuchava nesimba.
Shona SUB 2002 Bible
murume wake akazvinzwa, akamunyararira, asingamudzivisi, ipapo kupika kwake kuchava nesimba, nokuzvisunga kwose, kwaakazvisunga nako, kuchava nesimba.