Numbers 30:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mhiko dzose, nokupika kwose kwaanoɀisuŋga nako kucema pamŋeya wake, murume wake uŋgaɀisimbisa, kana murume wake uŋgaɀikonesa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murume wake anogona kutsigira kana kukonesa mhiko ipi zvayo yaanopika kuti azvininipise nayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murume wake ane mvumo yokumubvumidza kana yokumurambidza kuita zvose zvaanotsidza kana zvaanopika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mhiko dzose, nokupika kwose kwaanozvisunga nako kuchema pamweya wake, murume wake angazvikonesa.
Shona 2009?
Mhiko dzose, nokupika kose kwaanozvisunga nako kuchema pamweya wake, murume wake angazvikonesa.
Shona SUB 2002 Bible
Mhiko dzose, nokupika kwose kwaanozvisunga nako kuchema pamweya wake, murume wake angazvikonesa.
Recommended Reading