Numbers 30:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana akazoɀikonesa kwaɀo, aɀinzwa hake, iye unofanira kuʋa nemhoȿa yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana zvakadaro, akazozvikonesa pane dzimwe nguva, mushure mokunge azvinzwa, ipapo iye achatakura mhosva yomukadzi wake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana murume akazvinzwa, kukapera mazuva asina kumurambidza, mhosva yanga iri yomukadzi iyeyo ichava yomurume wake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana akazozvikonesa kwazvo, azvinzwa hake, iye anofanira kuva nemhosva yake.”
Shona 2009?
Asi kana akazozvikonesa kwazvo, azvinzwa hake, iye anofanira kuva nemhosva yake."
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana akazozvikonesa kwazvo, azvinzwa hake, iye anofanira kuva nemhosva yake.”