Numbers 30:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu aciŋge apikira Jehova mhiko, kana kuɀisuŋga nokupika, haafaniri kushandura shoko rake; unofanira kuita ɀose ɀakaɓuɗa mumuromo make.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana munhu akaita mhiko kuna Jehovha kana kuzvisunga nokupika, haafaniri kuputsa shoko rake asi anofanira kuita zvose zvaakareva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana munhurume akatsidza kuitira Tenzi chinhu, kana kupika mhiko yokuregedza kuita chimwe chinhu, ngaaite zvaakapika, asambozviregedzi, ngaaite zvose zvaakataura nomuromo wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu achinge apikira Jehovha mhiko, kana kuzvisunga nokupika, haafaniri kushandura shoko rake; anofanira kuita zvose zvakabuda mumuromo make.
Shona 2009?
Kana munhu achinge apikira Jehovha mhiko, kana kuzvisunga nokupika, haafaniri kushandura shoko rake; anofanira kuita zvose zvakabuda mumuromo make.
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu achinge apikira Jehovha mhiko, kana kuzvisunga nokupika, haafaniri kushandura shoko rake; anofanira kuita zvose zvakabuda mumuromo make.