Numbers 30:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nomukadzi ʋo, kana aciŋge apikira Jehova, kana kuɀisuŋga nokusuŋga kwokupika, aciri mumba maɓaɓa ʋake, aciri musikana;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana mukadzi achiri kugara mumba mababa vake akaita mhiko kuna Jehovha kana kuti akazvisunga nokupika,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana munhukadzi, achiri kugara mumusha wababa vake, akatsidza kuitira Tenzi chinhu, kana kupika mhiko yokuregedza kuita chimwe chinhu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nomukadziwo, kana achinge apikira Jehovha, kana kuzvisunga nokusunga kwokupika, achiri mumba mababa vake, achiri musikana;
Shona 2009?
Nomukadziwo, kana achinge apikira Jehovha, kana kuzvisunga nokusunga kokupika, achiri mumba mababa vake, achiri musikana;
Shona SUB 2002 Bible
Nomukadziwo, kana achinge apikira Jehovha, kana kuzvisunga nokusunga kwokupika, achiri mumba mababa vake, achiri musikana;