Numbers 30:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ɓaɓa ʋake ʋakamudziʋisa nomusi waʋanoɀinzwa nawo, kupika kwake kwose, nokuɀisuŋga kwake kwose, kwaakaɀisuŋga nako, hakuŋgaʋi nesimba; Jehova ucamukaŋganwira, nokuti ɓaɓa ʋake ʋamudziʋisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana baba vake vakamudzivisa pavanonzwa nezvazvo, zvaapika zvose nezvaazvisunga nazvo achipika hazvingavi nesimba; Jehovha achamusunungura nokuti baba vake vamudzivisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana baba vake vakazvinzwa, vakamurambidza zuva rakarero, zvose zvaakatsidza kana zvaakapika hazvisisina maturo. Tenzi anobva amuregerera nokuti baba vake havana kuzvibvumira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana baba vake vakamudzivisa nomusi wavanozvinzwa nawo, kupika kwake kwose, nokuzvisunga kwake kwose, kwaakazvisunga nako, hakungavi nesimba; Jehovha achamukanganwira, nokuti baba vake vamudzivisa.
Shona 2009?
Asi kana baba vake vakamudzivisa nomusi wavanozvinzwa nawo, kupika kwake kose, nokuzvisunga kwake kose, kwaakazvisunga nako, hakungavi nesimba; Jehovha achamukangamwira, nokuti baba vake vamudzivisa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana baba vake vakamudzivisa nomusi wavanozvinzwa nawo, kupika kwake kwose, nokuzvisunga kwake kwose, kwaakazvisunga nako, hakungavi nesimba; Jehovha achamukanganwira, nokuti baba vake vamudzivisa.