Numbers 31:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakatora ɀaʋakapamba ɀose, nenhapxa dzose dzaʋanhu nedzeɀipfuwo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakatora zvose zvavakapamba, nepfuma, pamwe chete navanhu uye nezvipfuwo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatora vanhu vavakatapa nezvipfuwo noupfumi hwose hwavakapamba vakaenda nazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakatora zvavakapamba zvose, nenhapwa dzose dzavanhu nedzezvipfuwo.
Shona 2009?
Vakatora zvavakapamba zvose, nenhapwa dzose dzavanhu nedzezvipfuwo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakatora zvavakapamba zvose, nenhapwa dzose dzavanhu nedzezvipfuwo.