Numbers 31:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munofanira ʋo kusuka ŋguʋo dzenyu dzose, neɀose ɀakaitwa namatebge, neɀose ɀakarukwa nemvere dzembudzi, neɀinhu ɀose ɀakaitwa namatanda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munatse nguo imwe neimwe pamwe chete nezvose zvakaitwa namatehwe, mvere dzembudzi kana makushe ehwai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chenuraiwo hanzu dzenyu dzose, nezvose zvamunazvo zvakagadzirwa namatehwe kana nemvere dzembudzi kana nemapuranga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munofanirawo kusuka nguo dzenyu dzose, nezvose zvakaitwa namatehwe, nezvose zvakarukwa nemvere dzembudzi, nezvinhu zvose zvakaitwa namatanda.”
Shona 2009?
Munofanirawo kusuka nguvo dzenyu dzose, nezvose zvakaitwa namatebwe, nezvose zvakarukwa nemvere dzembudzi, nezvinhu zvose zvakaitwa namatanda."
Shona SUB 2002 Bible
Munofanirawo kusuka nguo dzenyu dzose, nezvose zvakaitwa namatehwe, nezvose zvakarukwa nemvere dzembudzi, nezvinhu zvose zvakaitwa namatanda.”