Numbers 31:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀose ɀisiŋgaparadzwi nomŋoto, munofanira kuɀipinza mumŋoto kuti ɀinatswe; kunyaŋge ɀakaɗaro ɀinofanira kuceneswa nemvura yokunatsa; asi ɀose ɀiŋgaparadzwa nomŋoto, munofanira kuɀipinza mumvura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nezvimwewo zvisingaparadzwi nomoto; zvinofanira kuiswa mumoto, ipapo zvichava zvakanaka. Asi zvinofanirawo kucheneswa nemvura yokunatsa. Uye zvose zvisingagoni kukunda moto zvinofanira kupinzwa nomumvura imomo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chete zvamuchanatsa nomoto nezvose zvisingaparadzwe nomoto ngazvinatswe mumoto. Zvichabva zvachenurwa kunyange mukazvidaro zvinatseiwo nemvura yokunatsisa zvinhu. Zvinhu zvisingagoni kunatswa mumoto ngazvinatswe nemvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvose zvisingaparadzwi nomoto, munofanira kuzvipinza mumoto kuti zvinatswe; kunyange zvakadaro zvinofanira kucheneswa nemvura yokunatsa; asi zvose zvingaparadzwa nomoto, munofanira kuzvipinza mumvura.
Shona 2009?
zvose zvisingaparadzwi nomoto, munofanira kuzvipinza mumoto kuti zvinatswe; kunyange zvakadaro zvinofanira kucheneswa nemvura yokunatsa; asi zvose zvingaparadzwa nomoto, munofanira kuzvipinza mumvura.
Shona SUB 2002 Bible
zvose zvisingaparadzwi nomoto, munofanira kuzvipinza mumoto kuti zvinatswe; kunyangwe zvakadaro zvinofanira kucheneswa nemvura yokunatsa; asi zvose zvingaparadzwa nomoto, munofanira kuzvipinza mumvura.