Numbers 31:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mukamure ɀakatapxa napakati, iʋe migoʋe miʋiri; mugoʋere pakati paʋarume ʋanoziʋa kurwa, ʋakaŋga ʋandorwa, neʋuŋgano yose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugovere zvakapambwa pakati pavarwi vakaenda kuhondo uye navakasara muungano.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kamurai zvamakapamba kuhondo napakati. Chimwe chikamu ngachipiwe kuvarwi vakadzoka vachibva kuhondo. Chimwe chikamu ngachipiwe gungano ravaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mukamure zvakatapwa napakati, ive migove miviri; mugovere pakati pavarume vanoziva kurwa, vakanga vandorwa, neungano yose;
Shona 2009?
mukamure zvakatapwa napakati, ive migove miviri; mugovere pakati pavarume vanoziva kurwa, vakanga vandorwa, neungano yose;
Shona SUB 2002 Bible
mukamure zvakatapwa napakati, ive migove miviri; mugovere pakati pavarume vanoziva kurwa, vakanga vandorwa, neungano yose;