Numbers 31:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino uraire kuti mugoʋe wakatarwa utsaurirwe Jehova naʋarume ʋehondo ʋakaŋga ʋandorwa: Cipenyu cimŋe kumazana mashanu, kuʋanhu, nokuŋombe, nokumboŋgoro, nokumakwai;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva kuvarwi vakanga vandorwa kuhondo, utsaure somutero waJehovha chinhu chimwe chete pazvinhu mazana mashanu, vangava vanhu, mombe, mbongoro, makwai kana mbudzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamugove wavarwi vakadzoka kuhondo torai chikamu chakatarwa chokupa Tenzi. Pazvinhu zvinenge zviri mazana mashanu torai chinhu chimwechete. Zvitorei panhapwa napamombe napamadhongi napahwai napambudzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino uraire kuti mugove wakatarwa utsaurirwe Jehovha navarume vehondo vakanga vandorwa: Chipenyu chimwe kumazana mashanu, kuvanhu, nokumombe, nokumbongoro, nokumakwai;
Shona 2009?
zvino uraire kuti mugove wakatarwa utsaurirwe Jehovha navarume vehondo vakanga vandorwa: Chipenyu chimwe kumazana mashanu, kuvanhu, nokumombe, nokumbongoro, nokumakwai;
Shona SUB 2002 Bible
zvino uraire kuti mugove wakatarwa utsaurirwe Jehovha navarume vehondo vakanga vandorwa: Chipenyu chimwe kumazana mashanu, kuvanhu, nokumombe, nokumbongoro, nokumakwai;
Recommended Reading