Numbers 31:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ɀakatapxa ɀakaŋga ɀasara, ʋarume ʋehondo ʋatora mugoʋe waʋo, ɀaiʋa makwai aneɀuru ɀinamazana matanhatu neɀuru ɀinamakumi manomŋe neɀuru ɀishanu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakatapwa zvakasara pane zvavakapamba zvakanga zvatorwa navarwi zvaisvika zviuru mazana matanhatu namakumi manomwe nezvishanu zvamakwai,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino zvinhu zvose zvaiva zvapambwa navarwi kuhondo zvakanga zvakamira zvakadai: hwai dzaiva mazana matanhatu ezviuru nezviuru makumi manomwe nezvishanu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino zvakatapwa zvakanga zvasara, varume vehondo vatora mugove wavo, zvaiva makwai ane zviuru zvina mazana matanhatu nezviuru zvina makumi manomwe nezviuru zvishanu,
Shona 2009?
Zvino zvakatapwa zvakanga zvasara, varume vehondo vatora mugove wavo, zvaiva makwai ane zviuru zvina mazana matanhatu nezviuru zvina makumi manomwe nezviuru zvishanu,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino zvakatapwa zvakanga zvasara, varume vehondo vatora mugove wavo, zvaiva makwai ane zviuru zvina mazana matanhatu nezviuru zvina makumi manomwe nezviuru zvishanu,